Tell your friends about this item:
Kuroora kwaTsuro nedzimwe ngano
Victoria Mushaba Chimhutu
Kuroora kwaTsuro nedzimwe ngano
Victoria Mushaba Chimhutu
Bhuku rino rinorondedzera ngano dzandakakura ndichiudzwa naambuya vangu. Pandaikura, kumaruva kwandaigara, taiti kana tichinge tapedza kudya chikafu chemanheru, taigara takakomba choto tichitandara mumba yekubikira. Apa ndoo pataiteerera ambuya vangu vachitaura ngano dzavakange vakakurawo vachinzwa.
Mubhuku iri mune ngano dzakasiyana-siyana dzakaitika makare-kare mumasango eZimbabwe. Mungano idzi kazhinji tinoona mhuka dzichikurukurirana pachadzo asi nedzimwewo nguva tinoona zvakare mhuka nevanhu zvichikurukurirana nekugarisana. Ngano idzi kazhinji dzinowandopedzisira nedzidziso yakakosha muupenyu.
Media | Books Hardcover Book (Book with hard spine and cover) |
Released | November 16, 2016 |
ISBN13 | 9781524558833 |
Publishers | Xlibris |
Pages | 88 |
Dimensions | 152 × 229 × 10 mm · 290 g |
Language | Shona |
More by Victoria Mushaba Chimhutu
See all of Victoria Mushaba Chimhutu ( e.g. Paperback Book and Hardcover Book )